avatar
Your name :

or login

Add Song
New comments

Ndi Kacee - Mukanya

 
0
Copied!

{Intro: Narrator & (Sriic)}
Thoma-Tho-Tho-Tho
Thomas Mapfumo
Is a musician, (huh) of extra-ordinary fame
In his homeland, Zimbabwe
(Huh)
(Kacee)
(Tell'em wah deh case)
(Tell these oans)
Lemme tell these oans
Imma tell these oans
(Kacee)
(Tell'em wah deh case)
Tell'em wah deh case

Thoma-Tho-Tho-Tho

{Pre-Chorus}
Hakuna anopfura madhara
(Pfura madhara)
Hakuna anopfura madhara
(Pfura madhara)
Hakuna anopfura madhara
(Pfura madhara)
Pfura Mudhara Mukanya
Hakuna anopfura madhara
(Pfura madhara)
Hakuna anopfura madhara
(Pfura madhara)
Hakuna anopfura madhara
(Pfura madhara)
Pfura Mudhara Mukanya

{Chorus}
Hakuna anopfura madhara (Pfura madhara)
(Pfura madharaaaaa)
Pfura Mudhara Mukanya
Hakuna anopfura madhara (Pfura madhara)
(Pfura madharaaaaa)
Pfura Mudhara Mukanya
Hakuna anopfura madhara (Pfura madhara)
(Pfura madharaaaaa)
Pfura Mudhara Mukanya
Hakuna anopfura madhara (Pfura madhara)
(Pfura madharaaaaa)
Pfura Mudhara Mukanya

{Verse 1}
Pembererai ndazotora
Hollup tell'em
Vaudze ndazotora
Mupfanha uye wamaishora
Kacee tell'em
Dhara riye razokora (wah deh case)
Maghetto ballers pama bridge
Mashot callers maborn free
Kura mahara waiketa
Mastreet ballers ana Steve
We ain't no dreamchasers ana Meek
Zvekurara takapeta
I do zvinondispaka (zvinondispaka)
Yes I do zvinondinakidza (nakidza)
And I don't give a fuck (I don't!)
Kana iwewe zvisingakunakidze (nakidze)
And they go all around vachiprata vachisasisa
Hanzi hey anovhaira, ane mabars, anosasisa
Tr-Trynna mess with a nigga but you can't do jack
Dawg I'm real class like a brand new Merc
I am the only bad nigga who made good bitch twerk
Haana basa but she made her big booty work (big booty work)
(Tell'em, wah deh case)
Haana basa but she made her big booty work
Tell'em (wah deh case)

Thoma-Tho-Tho-Tho
Thomas Mapfumo

{Pre-Chorus}
Hakuna anopfura madhara
(Pfura madhara)
Hakuna anopfura madhara
(Pfura madhara)
Hakuna anopfura madhara
(Pfura madhara)
Pfura Mudhara Mukanya
Hakuna anopfura madhara
(Pfura madhara)
Hakuna anopfura madhara
(Pfura madhara)
Hakuna anopfura madhara
(Pfura madhara)
Pfura Mudhara Mukanya

{Chorus}
Hakuna anopfura madhara (Pfura madhara)
(Pfura madharaaaaa)
Pfura Mudhara Mukanya
Hakuna anopfura madhara (Pfura madhara)
(Pfura madharaaaaa)
Pfura Mudhara Mukanya
Hakuna anopfura madhara (Pfura madhara)
(Pfura madharaaaaa)
Pfura Mudhara Mukanya
Hakuna anopfura madhara (Pfura madhara)
(Pfura madharaaaaa)
Pfura Mudhara Mukanya

{Verse 2}
Mukanya ndapinda
Nebhobho ndapinda
The President in this shit
SaBobo ndapinda
Grim oans with me akasimba machinda
You can't fuck up with me
Ndakasimba Mahindra
Uh!
Damn ndine maC-10
Apa skiri randinaro ndera Ben 10
Apa matrophies andinawo ndine 10-10
Apa mabhebhi andinawo ndine 10-10 too...
(10-10 too..)
Shit, musatikwadze Mukanya (kwadze Mukanya)
Musatikwadze Mukanya (kwadze Mukanya)
Shit, musatikwadze Mukanya
Ndikumixer mabars ndevemahumbwe madhaga vachikanya
Zvangu zvine musoro huyai mundigere (ndigere)
Kalifestyle dope zvedu tigere
Sengiphambili kuphambili ndakumberi kwekumberi
This is Clique H2oly team rakuseri
(Team rakuseri, team rakuseri)
My Clique H2oly team rakuseri
(Team rakuseri, team rakuseri)
Tell'em

{Pre-Chorus}
Hakuna anopfura madhara
(Pfura madhara)
Hakuna anopfura madhara
(Pfura madhara)
Hakuna anopfura madhara
(Pfura madhara)
Pfura Mudhara Mukanya
Hakuna anopfura madhara
(Pfura madhara)
Hakuna anopfura madhara
(Pfura madhara)
Hakuna anopfura madhara
(Pfura madhara)
Pfura Mudhara Mukanya

{Chorus}
Hakuna anopfura madhara (Pfura madhara)
(Pfura madharaaaaa)
Pfura Mudhara Mukanya
Hakuna anopfura madhara (Pfura madhara)
(Pfura madharaaaaa)
Pfura Mudhara Mukanya
Hakuna anopfura madhara (Pfura madhara)
(Pfura madharaaaaa)
Pfura Mudhara Mukanya
Hakuna anopfura madhara (Pfura madhara)
(Pfura madharaaaaa)
Pfura Mudhara Mukanya

{Bridge}
Eeeh musatikwadze
Musatikwadze
Kwadze Mukanya
Oooh yeah musatikwadze
Musatikwadze
Kwadze Mukanya

Pavanotangira ndipo pamagumo, Avo
Pavanotangira ndipo pamagumo, Avo
Pavanotangira ndipo pamagumo, Avo
Pavanotangira ndipo pamagumo
Avoo

Musatikwadze
Kwadze Mukanya
Musatikwadze
Kwadze Mukanya
Musatikwadze
Kwadze Mukanya
Tell'em

Musatikwadze
Kwadze Mukanya
Musatikwadze
Kwadze Mukanya
Musatikwadze
Kwadze Mukanya
Tell'em

{Outro}
(Snippet: Thomas Mapfuko)

SoundCloud:

edit soundcloud

YouTube:


More Ndi Kacee lyrics

Ndi Kacee

No Foto

The meaning of the song

Biography

Ndi Kacee is a talented musician known for her soulful vocals and heartfelt lyrics. Born and raised in a small town in Nigeria, music has always been a significant part of her life. From a young age, Ndi Kacee showed a natural talent for singing and performing, captivating audiences with her powerful voice and emotional delivery.

After honing her skills in local talent shows and church choirs, Ndi Kacee decided to pursue a career in music full-time. She began writing her own songs, drawing inspiration from her personal experiences and the world around her. Her music quickly gained attention for its authenticity and raw emotion, resonating with listeners from all walks of life.

Ndi Kacee's breakthrough came with the release of her debut album, which received critical acclaim and established her as a rising star in the music industry. Her soulful ballads and infectious melodies struck a chord with fans, earning her a dedicated following both in Nigeria and internationally.

As her career continues to flourish, Ndi Kacee remains committed to creating music that speaks to the heart and soul. With her powerful voice and poignant lyrics, she is poised to make a lasting impact on the world of music and inspire audiences for years to come.

New Lyrics

Misogyn Bluu - Fuck Me! I'm Alive! | Lyrics
FUCK ME! I'M ALIVE! Heal my body & soul from inside Give me a reason to give you
Матвей Блантер - Katyusha | Текст песни
Расцветали яблони и груши Поплыли туманы над рекой Выходила на берег Катюша На
White Horse - Taylor Swift | Besedila
{Verz 1} Rečeš, da ti je žal, ta obraz angela Se pokaže le, ko ti to ustreza
MTD - Comme ça | Paroles
{Refrain} Petite bière pas de drogues, et c'est comme ça Ton corps
Pablo Skywalkin - Two Freaky Hoes | Lyrics
{Verse} Two freaky hoes called the phone I ain't answer Heard that nigga
Pearl Energyy - Fallback | Lyrics
{Intro} Aye-aye, aye-aye, aye-aye Aye-aye, aye-aye, aye-aye Aye-aye,
Hey Stephen - Taylor Swift | Besedila
{Uvod} Mmm, mmm Mmm, mmm Mmm, yeah {Verz 1} Hey
Underheart - Утону | Текст песни
{Интро} Я утону в твоих глазах будто Атлантида Я задохнусь в их глубине - это
Love Story - Taylor Swift | Besedila
{Verz 1} Oba sva bila mlada, ko sva se prvič videla Zaprem oči in spomini se